Police Band Yofadza Vazhinji kuState House

Police Band Yofadza Vazhinji kuState House

Police Band yafadza vazhinji kuState House uko mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, nhasi vakumbira vemabhizimusi kuti vabatsire nekuvaka zvikoro, zvimbuzi, dzimba, makiriniki nemigwagwa izvo zvakaparadzwa nemafashamu eCyclone Idai kuManicaland. Nyaya ina Thomas Chiripasi. Originally published at - https://www.voashona.com/a/zimbabwe-a...