Jinda Rasvika Leonard. K. Zhakata  executive album launch live

Jinda Rasvika Leonard. K. Zhakata executive album launch live

Zora Music Production 2024 🕵🏾‍♂️🇿🇼 Artist: Leonard K Zhakata Album: Jinda rasvika 1 Song:_*_Jinda rasvika🕵🏾‍♂️* Ndaona chapwititi🌪️ Hutsi hwemufaro💃🏼 Mheterwa nemiridzo Nzeve kutobwinya Tiri mungava yedu hama ngatifare Iwee iwee iweiweka x³ Rutendo kwamuri Mose nekuti kutawo Ungano ini tinopa mbiri kunashe🙏🏽 Chawaishuvira kana chozadziswa Zvikumbiro zviye kana zvopindurwa🙏🏽 Minamato🙏🏽iye kana zvoitika Famba nekutenda Woto famba nekutenda x² Wopa mbiri kunashe Ipai mbiri kunashe Muchiti zvedu zvaita Mufaro wedu wauya Mwaka hainga fanani Mazuva haangafani Zviri zvanhasi kuchema chema kwapera Mutumwa asvika Mufaro wedu wauya😊 Boss pfacha,cash💵 yese yauya Jinda rasvika🚶🏼‍♂️ Nyota yedu yapera🥂 Hoyo hoyo hoyo hooyo👉🏽 Tovonga tavonga Isu zvedu zvaita vamwe vanhu so hameno zvavari Kusvika kwavo mhepo inoshanduka Zuva rakadai munhu wese chimbofarawo senge roora day🐄 roora day Roora day vakuwasha imbinga💵 Kuzoti wedding day wedding day Wedding day huya uone vakuwasha negusvi👏🏾 Uku ngoma kudandauka,madhanzi💃🏼 avhurwa haku chakanaka Kana tezvara vano zvitutumadzawoka Havo havo havo havo👉🏽 tezvara wako mufaro wese wauya😅 Taisingo kokwa! Nhasi takokawo! Chimuti chemufaro chinotambidzanwa Zvanhasi tachibatawoo! Mwari vakanaka! Mwari vakanaka Inga ndeve munhu wese Kuri pakupiwa ndapota usarivare Mangwana ruoko rwaShe rwunonongedza umwe Zviripo izvozvo dunzurira👏🏾 Dzikamisa hana Ipa kutenda,ndiyo simbiso yehwaro yechinangwa chako Chorus Famba nekutenda! Woto famba nekutenda x³ Wopa mbiri kunaShe Ipai mbiri kunaShe Muchiti zvedu zvaita Mufaro wedu wakuuya! Daidzai mudhara x² Daidzai mudhara vaone zviri kuno. Daidzai mudhara vaone mwana wavo Daidzai mudhara vaone zviri kuno Madhanzi💃🏼 avhurwa kunoo! Kafariro aka kane shungu mukati Katambiro aka kana shungu mukati Hoyo hoyo hoyo hoyo mwana wako Ndirori zuva rekutenda nekutendwa Ndirori zuva reku gamuchidzwa Hushingi huya Kutsungirira kuya Kudzikama kuya nhasi zvabhadhara. Jinda Rasvika Mutumwa asvika Mufaro wako wauya Boss pfacha,cash 💵yese yauya Jinda Rasvika nyota yedu yapera 💃🏼💃🏼💃🏼🕺🏽💃🏼👯🏼‍♂️🕺🏽👯🏽💃🏼💍🎼🎺🎷🪘🎸🎷🥁🎻🎹🎤🎼💃🏼💃🏼💃🏼 Daidzai mudhara daidzai mudhara Daidzai mudhara vaone zviri kuno Daidzai mudhara vaone mwana wavo Daidzai mudhara zviri kuno Madhanzi avhurwa kuno Kafariro aka kane shungu mukati Katambiro aka kane shungu mukati Hoyo hoyo hoyo hoyo hoyo mwana wako More Zora 🔥 Expression Unlimited 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼👏🏾    • Leonard Zhakata- Jinda Rasvika (Official A...